Nehodí sa? Žiadny problém! U nás môžete do 30 dní vrátiť
S darčekovým poukazom nešliapnete vedľa. Obdarovaný si za darčekový poukaz môže vybrať čokoľvek z našej ponuky.
30 dní na vrátenie tovaru
Muna 1988 Ndakatanga kuona rudo urwo Mwari vanaro kwandiri. Zvakashamisa pfungwa dzangu, pamwe nokubata mweya wangu, nokufadza mwoyo wangu, kuziva kuti Mwari wamasimba ose, asina chaanoda ...akasarudza kuva anondida. Wanga uchizviziva here kuti ndisu chete